Job 31:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌayi ndaifukidza kuɗarika kwaŋgu saAdama, Ndiciʋanza ɀakaipa ɀaŋgu pacifuʋa caŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndakavanza chivi changu saAdhamu, nokuviga mhosva yangu mumwoyo mangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ndakavigiridza uipi hwangu kuvanhu nokuviga uipi hwangu mumwoyo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dai ndaifukidza kudarika kwangu saAdhama, Ndichivanza zvakaipa zvangu pachipfuva changu;
Shona 2009?
dai ndaifukidza kudarika kwangu saAdhamu, Ndichivanza zvakaipa zvangu pachipfuva changu;
Shona SUB 2002 Bible
dai ndaifukidza kudarika kwangu saAdhama, Ndichivanza zvakaipa zvangu pachipfuva changu;