Job 31:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mŋoyo waŋgu uciŋge wanyeŋgerwa nomukadzi, Kana ndaʋandira pamukoʋa wowandaigara naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mwoyo wangu wakanyengerwa nomukadzi, kana dai ndaivandira pamusuo wewandigere naye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndakatorwa mwoyo nomumwe mukadzi uye kana ndakamiramira pamusuwo womumwe wangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mwoyo wangu uchinge wanyengerwa nomukadzi, Kana ndavandira pamukova wowandaigara naye;
Shona 2009?
Kana moyo wangu uchinge wanyengerwa nomukadzi, kana ndavandira pamukova wowandaigara naye;
Shona SUB 2002 Bible
Kana mwoyo wangu uchinge wanyengerwa nomukadzi, Kana ndavandira pamukova wowandaigara naye;