Job 32:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume aʋa ʋatatu ʋakarega kupindura Jobo, nokuti wakati ndakarurama haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka varume vatatu ava vakarega kupindura Jobho, nokuti akanga akarurama pakuona kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vatatu ava ndopavakabva varega kupindurana naJobhu nokuti Jobhu aizviona saakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume ava vatatu vakarega kupindura Jobho, nokuti akati ndakarurama hangu.
Shona 2009?
Zvino varume ava vatatu vakarega kupindura Jobho, nokuti akati ndakarurama hangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume ava vatatu vakarega kupindura Jobho, nokuti akati ndakarurama hangu.