Job 32:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndakati: Cindinzwai; Neni ʋo ndica ku ziʋisai kufuŋga kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo ndinoti: Nditeererei; nemiwo ndichakuudzai zvandinoziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinoti chimboteereraiwo ndimbotaurawo zvandinofunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndakati, ‘Chindinzwai; Neniwo ndichakuzivisai kufunga kwangu.’
Shona 2009?
Saka ndakati, `Chindinzwai; Neniwo ndichakuzivisai kufunga kwangu.'
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndakati, ‘Chindinzwai; Neniwo ndichakuzivisai kufunga kwangu.’