Job 32:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ndakakucerekedzai, Asi tarirai, hakunomunhu wakapxisa Jobo, Kana wakapindura mashoko ake pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndakanyatsokuteererai. Asi hakuna mumwe wenyu akapwisa Jobho; hakuna pamuri akapindura mashoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndanga ndakakuteererai zvangu ndikaona kuti hapana apwisa Jobhu uye kuti hapana mumwe pakati penyu akwanisa kunyatsopindura Jobhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, ndakakucherekedzai, Asi tarirai, hakuna munhu akapwisa Jobho. Kana akapindura mashoko ake pakati penyu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, ndakakucherekedzai, Asi tarirai, hakuna munhu akapwisa Jobho. Kana akapindura mashoko ake pakati penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, ndakakucherechedzai, Asi tarirai, hakuna munhu akapwisa Jobho. Kana akapindura mashoko ake pakati penyu.