Job 32:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjerai, murege kuti: Takawana ʋucenjeri; Mŋari ndiye uŋgamukunda, asi munhu kwete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuti, ‘Tawana uchenjeri; regai Mwari amukonese, kwete munhu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi mungati tazowana ungwaru zvino Mwari ngaave iye anomupindura kwete munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chenjerai, murege kuti, ‘Takawana huchenjeri; Mwari ndiye angamukunda, asi munhu kwete;’
Shona 2009?
Chenjerai, murege kuti, `Takawana huchenjeri; Mwari ndiye angamukunda, asi munhu kwete;'
Shona SUB 2002 Bible
Chenjerai, murege kuti, ‘Takawana huchenjeri; Mwari ndiye angamukunda, asi munhu kwete;’