Job 32:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndizere namashoko; Mŋeya, uri mukati maŋgu, unondimanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndizere namashoko, uye mweya uri mandiri unondimanikidza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndizere namashoko mukati umu ndiri kumonwa neshungu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndizere namashoko; Mweya, uri mukati mangu, unondimanikidza.
Shona 2009?
Nokuti ndizere namashoko; Mweya, uri mukati mangu, unondimanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndizere namashoko; Mweya, uri mukati mangu, unondimanikidza.