Job 32:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, mukati maŋgu makafanana newaini isina‐pokuɓuɗa napo; Ɀakafanana nehomboɗo itȿa dzinokaro‐paruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mukati mangu ndafanana newaini iri mubhodhoro rakadzivirwa, sehomwe itsva dzewaini dzoda kuparuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo wangu waita sewaini isina pokubuda napo sezvigubhu zvewaini zvitsva zvava kuda kuputika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, mukati mangu makafanana newaini isina pokubuda napo; Zvakafanana nehombodo itsva dzinokaroparuka.
Shona 2009?
Tarirai, mukati mangu makafanana newaini isina pokubuda napo; Zvakafanana nehombodo itsva dzinokaroparuka.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, mukati mangu makafanana newaini isina pokubuda napo; Zvakafanana nehombodo itsva dzinokaroparuka.