Job 32:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handiziʋi kutumidza mazita anoɓata kumeso; Ɀimŋe Muiti waŋgu uŋgakurumidza kundibvisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti dai ndaiva nyanzvi yokubata kumeso, muiti wangu aizokurumidza kunditora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokubata vanhu kumeso handizvizivi musiki wangu angadai akanditora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handizivi kutumidza mazita anobata kumeso; Zvimwe Muiti wangu angakurumidza kundibvisa.”
Shona 2009?
Nokuti handizivi kutumidza mazita anobata kumeso; Zvimwe Muiti wangu angakurumidza kundibvisa."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handizivi kutumidza mazita anobata kumeso; Zvimwe Muiti wangu angakurumidza kundibvisa.”