Job 32:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Erihu wakati aciʋona kuti hapenemhinduro pamiromo yaʋanhu aʋa ʋatatu, iye akatsamŋa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi paakaona kuti varume vatatu ava vakanga vasisinazve chokureva, hasha dzake dzakamuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi paakaona kuti varume vatatu ava vakanga vasisina chokutaura, Erihu akaita hasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Erihu akati achiona kuti hapene mhinduro pamiromo yavanhu ava vatatu, iye akatsamwa kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Erihu akati achiona kuti hapene mhinduro pamiromo yavanhu ava vatatu, iye akatsamwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Erihu akati achiona kuti hapena mhinduro pamiromo yavanhu ava vatatu, iye akatsamwa kwazvo.