Job 32:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati: Ʋanamazuʋa mazhinji ŋgaʋataure haʋo, Ʋanamakore mazhinji ŋgaʋadzidzise ʋamŋe ʋucenjeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafunga kuti, ‘Zera rinofanira kutaura; makore mazhinji anofanira kudzidzisa uchenjeri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndati regai vakura ndivo vataure vane makore aendedzana vape ungwaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati, ‘Vana mazuva mazhinji ngavataure havo, Vana makore mazhinji ngavadzidzise vamwe uchenjeri.’
Shona 2009?
Ndakati, `Vana mazuva mazhinji ngavataure havo, Vana makore mazhinji ngavadzidzise vamwe uchenjeri.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati, ‘Vana mazuva mazhinji ngavataure havo, Vana makore mazhinji ngavadzidzise vamwe uchenjeri.’