Job 32:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mŋeya uri’po pamunhu, Kufuridzira kwoWamasimba‐ose kunoʋapa kunzwisisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndiwo mweya uri mumunhu, kufema kwaWamasimba Ose, kunomupa kunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi chaizvoizvo Mweya waSamasimba uri mumunhu femo raMwari ndiro rinopa kunzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mweya uripo pamunhu, Kufuridzira kwowaMasimbaose kunovapa kunzwisisa.
Shona 2009?
Asi mweya uripo pamunhu, Kufuridzira kowaMasimbaose kunovapa kunzwisisa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mweya uripo pamunhu, Kufuridzira kwowaMasimbaose kunovapa kunzwisisa.