Job 33:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, iye unowana mhoȿa kuti arwe neni, Unonditi muʋeŋgi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari awana mhosva neni; anonditi muvengi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi Mwari anondipomera mhosva anondiona semhandu yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, iye unowana mhosva kuti arwe neni, Anonditi muvengi wake.
Shona 2009?
Tarirai, iye unowana mhosva kuti arwe neni, Anonditi muvengi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, iye unowana mhosva kuti arwe neni, Anonditi muvengi wake.