Job 33:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicakupindurai, pacinhu ici hamuna‐kururama, Nokuti Mŋari mukuru kupfuʋura munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ndinokuudza kuti pachinhu ichi hauna kururama, nokuti Mwari mukuru kukunda munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhinduro yandinokupai ndeyokuti munaizvozvi hamuna imi kururama Mwari mukuru kune munhu wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndichakupindurai, pachinhu ichi hamuna kururama, Nokuti Mwari mukuru kupfuura munhu.
Shona 2009?
Tarirai, ndichakupindurai, pachinhu ichi hamuna kururama, Nokuti Mwari mukuru kupfuura munhu.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndichakupindurai, pachinhu ichi hamuna kururama, Nokuti Mwari mukuru kupfuura munhu.