Job 33:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakurota, kana pane‐ɀinoʋonekwa ʋusiku, Kana munhu aɓatwa nehope kwaɀo, Kana aʋete panhoʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukurota, uye muchiratidzo chousiku, hope huru padzinowira vanhu, pavanotsimwaira pamibhedha yavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anogona kutaura muchiroto kana muchioneso chousiku munhu akabatwa chaizvo nehope achikotsira pauriri hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakurota, kana pane zvinoonekwa usiku, Kana munhu abatwa nehope kwazvo, Kana avete panhoo;
Shona 2009?
Pakurota, kana pane zvinoonekwa usiku, Kana munhu abatwa nehope kwazvo, Kana avete panhovo;
Shona SUB 2002 Bible
Pakurota, kana pane zvinoonekwa usiku, Kana munhu abatwa nehope kwazvo, Kana avete panhoo;