Job 33:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti adzore mŋeya wake pagomba, Ʋupenyu bgake ʋurege kuparadzwa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti achengetedze mweya wake pagomba, uye kuti upenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anodzivirira munhu kuwira mugomba uye kubaiwa nepfumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti adzore mweya wake pagomba. Hupenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Shona 2009?
Kuti adzore mweya wake pagomba. Upenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti adzore mweya wake pagomba. Upenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.