Job 33:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoraŋgwa ʋo acirwadziwa panhoʋo yake, Nokutambudzika ŋguʋa dzose mumafupa ake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuti munhu angarangwa panhoo yokurwadziwa, achiramba achitambudzika mumapfupa ake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwewo anomutsiura nokumurwadzisa pabonde nemapfupa anoramba achingogweda
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unorangwawo achirwadziwa panhoo yake, Nokutambudzika nguva dzose mumapfupa ake;
Shona 2009?
Unorangwawo achirwadziwa panhovo yake, Nokutambudzika nguva dzose mumapfupa ake;
Shona SUB 2002 Bible
Unorangwawo achirwadziwa panhoo yake, Nokutambudzika nguva dzose mumapfupa ake;