Job 33:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mutumŋa akaȿika kwaari, Ari mushanduri, mumŋe pakati paʋaneɀuru ɀamazana, Kuti aratidze munhu nzira yakarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana kurutivi rwake kuine mutumwa somurevereri, mumwe kubva pakati muchiuru, kuti audze munhu zvakamunakira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti pane mutumwa, mumiriri kudivi kwake mumwechete pakati pechiuru, kutsanangurira munhu zvakamunakira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mutumwa akasvika kwaari, Ari mushanduri, mumwe pakati pavane zviuru zvamazana, Kuti aratidze munhu nzira yakarurama;
Shona 2009?
Kana mutumwa akasvika kwaari, Ari mushanduri, mumwe pakati pavane zviuru zvamazana, Kuti aratidze munhu nzira yakarurama;
Shona SUB 2002 Bible
Kana mutumwa akasvika kwaari, Ari mushanduri, mumwe pakati pavane zviuru zvamazana, Kuti aratidze munhu nzira yakarurama;