Job 33:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akamunzwira tsitsi, akati: Murwirei arege kuɓurukira kugomba, Ndawana dzikinuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti amunzwire tsitsi agoti, ‘Murwirei kuti arege kuenda kugomba; ndamuwanira dzikinuro,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino anomunzwira urombo oti mununurei arege kuwira mugomba, ndawana chokumununura nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akamunzwira tsitsi, akati, “Murwirei arege kuburukira kugomba, Ndawana dzikinuro.”
Shona 2009?
Mwari akamunzwira tsitsi, akati, "Murwirei arege kuburukira kugomba, Ndawana dzikunuro."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akamunzwira tsitsi, akati, “Murwirei arege kuburukira kugomba, Ndawana dzikinuro.”