Job 33:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yake icaʋa itȿa kupfuʋura yomŋana; Ucadzokera kumazuʋa oʋuɗuku bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo nyama yake inovandudzwa ikafanana neyomwana; inovandudzwa ikaita sapamazuva oujaya hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyama yake angaiite zvayo seyapauduku adzokere kusimba rake rouduku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyama yake ichava itsva kupfuura yomwana; Achadzokera kumazuva ouduku hwake.
Shona 2009?
Nyama yake ichava itsva kupfuura yomwana; Achadzokera kumazuva ouduku hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nyama yake ichava itsva kupfuura yomwana; Achadzokera kumazuva ouduku hwake.