Job 33:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unonyeŋgetera kunaMŋari, iye acimufarira; Naiɀoɀo unotarira ciso cake nomufaro; Akadzosera munhu kururama kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anonyengetera kuna Mwari agowana nyasha kwaari, anoona chiso chaMwari agopembera nomufaro; anodzoserwazve kururama kwake naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo munhu achanyengetera kuna Mwari Mwari agofadzwa naye munhu anouya kwaari norufaro Mwari achimudzorera ururami hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anonyengetera kuna Mwari, iye achimufarira; Naizvozvo anotarira chiso chake nomufaro; Akadzosera munhu kururama kwake.
Shona 2009?
Anonyengetera kuna Mwari, iye achimufarira; Naizvozvo anotarira chiso chake nomufaro; Akadzosera munhu kururama kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Anonyengetera kuna Mwari, iye achimufarira; Naizvozvo anotarira chiso chake nomufaro; Akadzosera munhu kururama kwake.