Job 33:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaimba pamberi paʋanhu, aciti; Ndatadza, ndakaŋganisa ɀakarurama, Asi haɀina‐kundiɓatsira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo anosvika kuvanhu agoti, ‘Ndakatadza, uye ndakaminamisa zvakanga zvakarurama, asi handina kuwana zvaindikodzera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopaachaita zvokuimba kwazvo kuvanhu achiti, ‘Ndakatadza ini ndikaipisa zvakarurama asi handina kuzvirangirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchaimba pamberi pavanhu, achiti, “Ndatadza, ndakanganisa zvakarurama, Asi hazvina kundibatsira;
Shona 2009?
Uchaimba pamberi pavanhu, achiti, "Ndatadza, ndakanganisa zvakarurama, Asi hazvina kundibatsira;
Shona SUB 2002 Bible
Uchaimba pamberi pavanhu, achiti, “Ndatadza, ndakanganisa zvakarurama, Asi hazvina kundibatsira;