Job 33:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakarwira mŋeya waŋgu urege kuɓurukira kugomba, Ʋupenyu bgaŋgu ʋucaʋona ciedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzikinura mweya wangu pakupinda mugomba, uye ndichararama ndichifadzwa nechiedza.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandinunura kuti ndirege kuenda mugomba upenyu hwangu huchaona chiedza.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akarwira mweya wangu urege kuburukira kugomba, Hupenyu hwangu huchaona chiedza.”
Shona 2009?
Iye akarwira mweya wangu urege kuburukira kugomba, Hupenyu hwangu huchaona chiedza."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akarwira mweya wangu urege kuburukira kugomba, Upenyu hwangu huchaona chiedza.”