Job 33:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waMŋari wakandiita, Kufuridzira kwoWamasimba‐ose kunondipa ʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya waMwari wakandiita; kufema kwaWamasimba Ose kunondipa upenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Mweya waMwari ndiwo wakandisika femo raSamasimba ndiro rakandipa upenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya waMwari wakandiita, Kufuridzira kwowaMasimbaose kunondipa upenyu.
Shona 2009?
Mweya waMwari wakandiita, Kufuridzira kowaMasimbaose kunondipa upenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya waMwari wakandiita, Kufuridzira kwowaMasimbaose kunondipa upenyu.