Job 33:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, makataura ini ndiciɀinzwa, Ndakanzwa inzwi ramashoko enyu, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi wakati ini ndichizvinzwa, ndakanzwa mashoko acho chaiwo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakunzwai imi muchitaura ndichinzwa, ndatonzwa ini maungira amazwi enyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, makataura ini ndichizvinzwa, Ndakanzwa izwi ramashoko enyu, richiti,
Shona 2009?
Zvirokwazvo, makataura ini ndichizvinzwa, Ndakanzwa inzwi ramashoko enyu, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, makataura ini ndichizvinzwa, Ndakanzwa izwi ramashoko enyu, richiti,