Job 33:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanaka, handina‐kuɗarika; Handinemhoȿa, hapaneɀakaipa mukati maŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Ndakachena uye handina chivi; ndakanaka uye handina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muchiti ndakachena ini handina chikanganiso. Ndakachena handina mhosva yandinayo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakanaka, handina kudarika; Handine mhosva, hapana zvakaipa mukati mangu;
Shona 2009?
"Ndakanaka, handina kudarika; Handine mhosva, hapana zvakaipa mukati mangu;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakanaka, handina kudarika; Handine mhosva, hapana zvakaipa mukati mangu;