Job 34:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka cindinzwai, imi ʋarume ʋenjere: Mŋari haaŋgatoŋgoiti ɀisakarurama; Wamasimba‐ose haaŋgatoŋgoiti ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka nditeererei, imi vanhu vokunzwisisa. Mwari haangatongoiti zvakaipa, Wamasimba Ose haangatongokanganisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka chindinzwai imi vanonzwisisa zviri kure kwazvo naMwari kuti aite zvakaipa kana kushaika kworuenzaniso pana Mwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka chindinzwai, imi varume venjere, Mwari haangatongoiti zvisakarurama; waMasimbaose haangatongoiti zvakaipa.
Shona 2009?
Saka chindinzwai, imwi varume venjere, Mwari haangatongoiti zvisakarurama; waMasimbaose haangatongoiti zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Saka chindinzwai, imi varume venjere, Mwari haangatongoiti zvisakarurama; waMasimbaose haangatongoiti zvakaipa.