Job 34:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucaripira munhu seɀaakaɓata, Ucapa mumŋe nomumŋe seɀaakafanirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anoripira munhu pane zvaanenge aita; anomupisa pamusoro pake zvakakodzera mafambiro ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anopa munhu mubayiro wezvaakaita achiita kuti munhu awane zvinokodzerana namaitiro ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti acharipira munhu sezvaakabata, Achapa mumwe nomumwe sezvaakafanirwa.
Shona 2009?
Nokuti acharipira munhu sezvaakabata, Achapa mumwe nomumwe sezvaakafanirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti acharipira munhu sezvaakabata, Achapa mumwe nomumwe sezvaakafanirwa.