Job 34:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akadzosera mŋoyo wake kwaari, Kana akadzosera kwaari mŋeya wake nokufema kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kwaiva kufunga kwake, uye akatora mweya wake nokufema kwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ambozviti mumwoyo make, regai abvise mweya wangu nefemo rangu zvidzokere kwandiri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akadzosera mwoyo wake kwaari, Kana akadzosera kwaari mweya wake nokufema kwake;
Shona 2009?
Kana akadzosera moyo wake kwaari, Kana akadzosera kwaari mweya wake nokufema kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Kana akadzosera mwoyo wake kwaari, Kana akadzosera kwaari mweya wake nokufema kwake;