Job 34:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mukagona kunzwisisa, inzwai shoko iri: Tererai inzwi ramashoko aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana uchinzwisisa teerera izvi; chinzwa zvandinoreva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muri munhu anonzwisisa inzwai izvi, teererai zvandava kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana mukagona kunzwisisa, inzwai shoko iri, Teererai izwi ramashoko angu.
Shona 2009?
Zvino kana mukagona kunzwisisa, inzwai shoko iri, Teererai inzwi ramashoko angu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana mukagona kunzwisisa, inzwai shoko iri, Teererai izwi ramashoko angu.