Job 34:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ɀakanaka kuti kunamambo: Maka shata? Kana kuʋakuru: Muri ʋakaipa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, haazi iye oga anoti kumadzimambo, ‘Hamubatsiri imi,’ uye kumakurukota, ‘Makaipa imi,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoti kuna madzimbo vanhu pasina, kuna machinda, ovati vanhu vakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko zvakanaka kuti kuna mambo, ‘Makashata?’ Kana kuvakuru, ‘Muri vakaipa here?’
Shona 2009?
Ko zvakanaka kuti kuna mambo, `Makashata?' Kana kuvakuru, `Muri vakaipa here?'
Shona SUB 2002 Bible
Ko zvakanaka kuti kuna mambo, ‘Makashata?’ Kana kuvakuru, ‘Muri vakaipa here?’