Job 34:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapanerima kana mumvuri worufu, Paŋgaʋanda ʋanoita ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna nzvimbo ine rima, hakuna mumvuri worufu, pangavanda vaiti vezvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna zarima kana rima rakati kwirindindi munogona kuhwandwa navaiti vezvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana rima kana mumvuri worufu, Pangavanda vanoita zvakaipa.
Shona 2009?
Hapana rima kana mumvuri worufu, Pangavanda vanoita zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana rima kana mumvuri worufu, Pangavanda vanoita zvakaipa.