Job 34:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka unocerekedza maɓasa aʋo; Unoʋaparadza ʋusiku, ʋakapxanyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti anocherechedza mabasa avo, anovabvisa usiku ivo ndokupwanyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo anoziva mabasa avo anovapidigura nousiku humwechete vachibva vaparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka anocherekedza mabasa avo; Unovaparadza usiku, vakapwanyiwa.
Shona 2009?
Saka anocherekedza mabasa avo; Unovaparadza usiku, vakapwanyiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Saka anocherechedza mabasa avo; Unovaparadza usiku, vakapwanyiwa.