Job 34:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakatsauka pakumuteʋera, Ʋakasaʋa nehanya nenzira dzake dzose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakatsauka pakumutevera uye havana kuva nehanya kana neimwe yenzira dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vakamupa gotsi, vasina kana hanya nenzira dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakatsauka pakumutevera, Vakasava nehanya nenzira dzake dzose;
Shona 2009?
Nokuti vakatsauka pakumutevera, Vakasava nehanya nenzira dzake dzose;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakatsauka pakumutevera, Vakasava nehanya nenzira dzake dzose;