Job 34:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakaȿitsa kucema kwaʋarombo kwaari, Akanzwa kucema kwaʋakatambudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakonzera kuchema kwavarombo kuti kusvike pamberi pake, saka akanzwa kuchema kwavanoshayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakonzera kuti kuchema kwavarombo kusvike kwaari. Akanzwa chichemo chavatamburi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakasvitsa kuchema kwavarombo kwaari, Akanzwa kuchema kwavakatambudzwa.
Shona 2009?
Naizvozvo vakasvitsa kuchema kwavarombo kwaari, Akanzwa kuchema kwavakatambudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakasvitsa kuchema kwavarombo kwaari, Akanzwa kuchema kwavakatambudzwa.