Job 34:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kunomunhu here wakati kunaMŋari: Ndaraŋgwa haŋgu, kunyaŋge ndisina‐kutadza?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ngatiti munhu oti kuna Mwari, ‘Ndine mhaka asi handichatadzizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angati here kuna Mwari ndakatadza asi handichatadzazve
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kunomunhu here akati kuna Mwari, ‘Ndarangwa hangu, kunyange ndisina kutadza?
Shona 2009?
Nokuti kunomunhu here akati kuna Mwari, `Ndarangwa hangu, kunyange ndisina kutadza?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kuno munhu here akati kuna Mwari, ‘Ndarangwa hangu, kunyangwe ndisina kutadza?