Job 34:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzidzisei ɀandisiŋgaʋoni; Kana ndiciŋge ndaita ɀakaipa, handiŋgaɀiiti ɀe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndidzidzisei zvandisingagoni kuona; kana ndakaita zvakaipa, handichazviitizve.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvandisingaoni ndidzidzisei kana ndakaita zvakaipa handichazviitazve?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzidzisei zvandisingaoni; Kana ndichinge ndaita zvakaipa, handingazviitizve?’
Shona 2009?
Ndidzidzisei zvandisingaoni; Kana ndichinge ndaita zvakaipa, handingazviitizve?'
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzidzisei zvandisingaoni; Kana ndichinge ndaita zvakaipa, handingazviitizve?’