Job 34:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iye ucatsiʋa seɀaunoɗa iwe, ɀaunoɀiramba here? Nokuti ndiwe unofanira kusanaŋgura, handizi’ni; Saka citaura ɀaunoziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, Mwari angafanira kukupa mubayiro sezvaunoda iwe here, zvaunoramba kutendeuka? Unofanira kusarudza iwe, kwete ini; saka nditaurire zvaunoziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mubayiro waanopa pakadai anofanira kuupa samafungiro ako here iwe usingawirirane nawo? Ndiwe unofanira kusarudza, kwete ini kuti chii chamunoziva, tiudzei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iye achatsiva sezvaunoda iwe, zvaunozviramba here? Nokuti ndiwe unofanira kutsanangura, handizini; Saka chitaura zvaunoziva.
Shona 2009?
Ko iye achatsiva sezvaunoda iwe, zvaunozviramba here? Nokuti ndiwe unofanira kutsanangura, handizini; Saka chitaura zvaunoziva.
Shona SUB 2002 Bible
Ko iye achatsiva sezvaunoda iwe, zvaunozviramba here? Nokuti ndiwe unofanira kutsanangura, handizini; Saka chitaura zvaunoziva.