Job 34:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌayi Jobo aiidzwa kuȿikira pakupedzisira, Ɀaakapindura saʋanhu ʋakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, dai Jobho aedzwa kusvikira pakupedzisira, nokuti anopindura somunhu akaipa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai zvavo Jobhu aongororwa kusvika pokupedzisira nokuti anopindura somunhu akaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai Jobho aiidzwa kusvikira pakupedzisira, Zvaakapindura savanhu vakaipa.
Shona 2009?
Dai Jobho aiidzwa kusvikira pakupedzisira, Zvaakapindura savanhu vakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Dai Jobho aiidzwa kusvikira pakupedzisira, Zvaakapindura savanhu vakaipa.