Job 34:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unowedzera kumukira Mŋari paɀiʋi ɀake, Unoroʋanya maʋoko ake pakati peɗu, Aciwanza mashoko ake anorwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachivi chake anowedzera kumukira; anouchira maoko ake pakati pedu sezvisina basa, uye anowedzera mashoko ake okurwa naMwari.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotowedzera kupanduka pamusoro pechitadzo chake achitopamhidzira uipi pakati pake achitowanziridza mashoko ake okurwisana naMwari.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anowedzera kumukira Mwari pazvivi zvake, Anorovanya maoko ake pakati pedu, Achiwanza mashoko ake anorwa naMwari.’ ”
Shona 2009?
Nokuti anowedzera kumukira Mwari pazvivi zvake, Anorova namaoko ake pakati pedu, Achiwanza mashoko ake anorwa naMwari.' "
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anowedzera kumukira Mwari pazvivi zvake, Anorovanya maoko ake pakati pedu, Achiwanza mashoko ake anorwa naMwari.’ ”