Job 34:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jobo wakati: Ndakarurama, Asi Mŋari wakanditorera kururama kwaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Jobho anoti, ‘Handina mhosva, asi Mwari anoramba kundiruramisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nokuti Jobhu anoti ini handina mhaka asi Mwari ari kuramba kundiitira zvino ruenzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jobho akati, ‘Ndakarurama, Asi Mwari akanditorera kururama kwangu;
Shona 2009?
Nokuti Jobho akati, `Ndakarurama, Asi Mwari akanditorera kururama kwangu;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jobho akati, ‘Ndakarurama, Asi Mwari akanditorera kururama kwangu;