Job 34:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakafanana naJobo, Unonwa kushoʋorwa semvura?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko munhu akaita saJobho, anonwa kushorwa semvura?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pano mumwe munhu here akaita saJobhu anodhadhaira zvake seari kunwa mvura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akafanana naJobho, Anonwa kushorwa semvura?
Shona 2009?
Ndianiko akafanana naJobho, Anomwa kushorwa semvura?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akafanana naJobho, Anonwa kushorwa semvura?