Job 34:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye wakati: Munhu haatoŋgoɓatsirwi, Kana acifarira Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti anoti, ‘Munhu haana chaanobatsirwa nacho, paanoedza kufadza Mwari.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vanoti hapana chavanowana nokufadza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye akati, ‘Munhu haatongobatsirwi, Kana achifarira Mwari.’
Shona 2009?
Nokuti iye akati, `Munhu haatongobatsirwi, Kana achifarira Mwari.'
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye akati, ‘Munhu haatongobatsirwi, Kana achifarira Mwari.’