Job 35:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hapana‐unoti: Mŋari Muiti waŋgu uripiko? Iye unotiimbisa ʋusiku;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hakuna munhu anoti, ‘Aripiko Mwari muiti wangu, anopa nziyo panguva yousiku,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hapana anoti, “Mwari Musiki wangu aripi iye anopa kuti vanhu vaimbe usiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hapana anoti, ‘Mwari Muiti wangu aripiko?’ Iye anotiimbisa usiku;
Shona 2009?
Asi hapana anoti, `Mwari Muiti wangu aripiko?' Iye anotiimbisa usiku;
Shona SUB 2002 Bible
Asi hapana anoti, ‘Mwari Muiti wangu aripiko?’ Iye anotiimbisa usiku;