Job 35:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unotidzidzisa kupfuʋura mhuka dzenyika, Unotiita ʋakaceŋjera kupfuʋura shiri dzokuɗeŋga?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anodzidzisa zvakawanda kwatiri kupfuura mhuka dzenyika nokutiita vakachenjera kupfuura shiri dzedenga.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye anodzidzisa isu vanhu kupinda mhuka dzenyika achitiita isu vakangwara kupinda shiri dzedenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anotidzidzisa kupfuura shiri dzokudenga? Anotiita vakachenjera kupfuura shiri dzokudenga?
Shona 2009?
Iye anotidzidzisa kupfuura shiri dzokudenga? Anotiita vakachenjera kupfuura shiri dzokudenga?
Shona SUB 2002 Bible
Iye anotidzidzisa kupfuura shiri dzokudenga? Anotiita vakachenjera kupfuura shiri dzokudenga?