Job 35:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanocema, asi hapanaunopindura, Nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋanhu ʋakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haapinduri kana vanhu vachiridza mhere, nokuda kwokuzvikudza kwavakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanochema asi haapinduri pamusana pokuzvikudza kwavanhu vakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanochema, asi hapana anopindura, Nokuda kwokuzvikudza kwavanhu vakaipa.
Shona 2009?
Ipapo vanochema, asi hapana anopindura, Nokuda kokuzvikudza kwavanhu vakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanochema, asi hapana anopindura, Nokuda kwokuzvikudza kwavanhu vakaipa.