Job 35:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo Mŋari haaŋganzwi ɀisinamaturo, Wamasimba‐ose haaŋgaʋi nehanya naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, Mwari haateereri chikumbiro chavo chisina maturo; Wamasimba Ose haazviteereri izvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichokwadiwoka kuti Mwari haateereri kuchema kusina maturo iye Samasimba haambozviitira hanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo Mwari haanganzwi zvisina maturo, waMasimbaose haangavi nehanya nazvo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo Mwari haanganzwi zvisina maturo, waMasimbaose haangavi nehanya nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo Mwari haanganzwi zvisina maturo, waMasimbaose haangavi nehanya nazvo.