Job 35:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino, ɀaasina‐kutsiʋa pakutsamŋa kwake, Kana kusaʋa nehanya ɀikuru nokuɀikudza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyezve, kuti kutsamwa kwake hakumborangi, uye haana hanya zvake nezvakaipa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nokuti Mwari nehasha dzake haasi kuranga achiita seasingazivi zvake kukanganisa kwacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino, zvaasina kutsiva pakutsamwa kwake, Kana kusava nehanya zvikuru nokuzvikudza;
Shona 2009?
Asi zvino, zvaasina kutsiva pakutsamwa kwake, Kana kusava nehanya zvikuru nokuzvikudza;
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino, zvaasina kutsiva pakutsamwa kwake, Kana kusava nehanya zvikuru nokuzvikudza;