Job 35:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoti ndiko kururama kwenyu here, Munoti: Kururama kwaŋgu kunopfuʋura kwaMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munofunga kuti izvi zvakarurama here? Iwe zvaunoti, ‘Ndicharuramisirwa naMwari.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofunga kuti zvakanaka here zvokuti makarurama pamberi paMwari?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munoti ndiko kururama kwenyu here. Munoti, kururama kwangu kunopfuura kwaMwari?
Shona 2009?
"Munoti ndiko kururama kwenyu here. Munoti, kururama kwangu kunopfuura kwaMwari?
Shona SUB 2002 Bible
“Munoti ndiko kururama kwenyu here. Munoti, kururama kwangu kunopfuura kwaMwari?