Job 35:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciŋge matadza, ko muŋgamuitei iye? Kana kuɗarika kwenyu kuciŋge kwawanda, ko muŋgamuitei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukatadza, zvinomurwadza zvakadiniko? Kana zvivi zvako zvakawanda, zvinoita sei kwaari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukatadzira Mwari chamunenge momurwadzisa ipapo chii? Kana kukanganisa kwenyu kukawanda iye chamunomuita chii?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchinge matadza, ko mungamuitei iye? Kana kudarika kwenyu kuchinge kwakawanda, ko mungamuitei?
Shona 2009?
Kana muchinge matadza, ko mungamuitei iye? Kana kudarika kwenyu kuchinge kwakawanda, ko mungamuitei?
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchinge matadza, ko mungamuitei iye? Kana kudarika kwenyu kuchinge kwakawanda, ko mungamuitei?